ycliper

Популярное

Музыка Кино и Анимация Автомобили Животные Спорт Путешествия Игры Юмор

Интересные видео

2025 Сериалы Трейлеры Новости Как сделать Видеоуроки Diy своими руками

Топ запросов

смотреть а4 schoolboy runaway турецкий сериал смотреть мультфильмы эдисон
Скачать

VP Chiwenga, VaBiti, VaSikhala naVaMwonzora vagarwa nemhepo yaVaGeza yekuramba zvaED2030

Автор: Jolaz TV-FM Audio 07:30 PM

Загружено: 2026-02-15

Просмотров: 8843

Описание: Mutumbi waCde Blessed Geza wasvika munyika uchibva wanangiswa kunoradzikwa kuSanyati, situation ichitaura yega kuti chinhu chinonzi Zanu PF hachisi kuda kuonekwa ipapo zvachose!

Mutungamiri wenyika varumbidza AU neSADC pamusoro pekubatana vachibatsira Zimbabwe kuchema nezvirango zvehupfumi zvakatemerwa Zimbabwe!

Zanu PF inonzi yava pedyo nekurembedza maromo kunge dhongi riri kufura pakuedza kwayo kuda kusvogodora mubumbiro remitemo vanhu vese vakatarisa!

VaMwonzora vazivisa zvakare kuti havasi kuzopeta maoko vakatarisa Zanu PF ichiita shura rekurara padziva ichiedza kuteerera kufema kwehove iri mumvura!

Vatori venhau vanodzingwa sembwa pachinzi pari kungodiwa ZBC chete; ibvai pano majaira kukwapa makuhwa eZanu PF!

Pane nyaya yava kunetsa zvakasimba yekubatana kwaVP Chiwenga nevemapato anopikisa mukurwisana nebato reZanu PF!

Mwana weECD anga asiri kuzivikanwa kwaari akazowanikwa akafa ari mugwenzi, paine zviratidzo zvekuti akabatwa chibharo!

WhatsApp Channel
https://whatsapp.com/channel/0029VbAm...

Не удается загрузить Youtube-плеер. Проверьте блокировку Youtube в вашей сети.
Повторяем попытку...
VP Chiwenga, VaBiti, VaSikhala naVaMwonzora vagarwa nemhepo yaVaGeza yekuramba zvaED2030

Поделиться в:

Доступные форматы для скачивания:

Скачать видео

  • Информация по загрузке:

Скачать аудио

Похожие видео

WATCH LIVE: Chamisa Slams Mnangagwa

WATCH LIVE: Chamisa Slams Mnangagwa

Chief Mutasa | Sekuru Mukotsanjera Vomiswa muDare

Chief Mutasa | Sekuru Mukotsanjera Vomiswa muDare

NONSENSE!!! Madhuku weighs in on ED’s 2030 bid.

NONSENSE!!! Madhuku weighs in on ED’s 2030 bid.

Ostallos Siziba on Chamisa’s Return, ZANU‑PF, Agenda 2030 & Zimbabwean Livelihoods | Nation Watch

Ostallos Siziba on Chamisa’s Return, ZANU‑PF, Agenda 2030 & Zimbabwean Livelihoods | Nation Watch

VP Dr CHIWENGA WHD SPEECH

VP Dr CHIWENGA WHD SPEECH

Zimbabwe’s 2030 Constitutional Push: Prof. Elliott Masocha Weighs In

Zimbabwe’s 2030 Constitutional Push: Prof. Elliott Masocha Weighs In

Blessed Geza  We mourn the man, We Interrogate the Symbol

Blessed Geza We mourn the man, We Interrogate the Symbol

CHAMISA & CHIWENGA: The Secret Meeting with Chamisa to Stop ED 2030? | Bombshell Update

CHAMISA & CHIWENGA: The Secret Meeting with Chamisa to Stop ED 2030? | Bombshell Update

"The Battles Of GANDAMASUNGO In Wedza & Dorowa," Cde 6 to 6

I am ready to work with Chamisa - Biti #hstvzim

I am ready to work with Chamisa - Biti #hstvzim

International Sunday Service with Emmanuel Makandiwa 15/02/2026

International Sunday Service with Emmanuel Makandiwa 15/02/2026

Миллионер УНИЖАЛ Официантку На Немецком… Не Зная, Что ОНА ГОВОРИТ На 7 Языках.

Миллионер УНИЖАЛ Официантку На Немецком… Не Зная, Что ОНА ГОВОРИТ На 7 Языках.

Watch Minister Garwe on Const Ammendment |Chiefs in politics| term limit| Chivhu Trucks Officiation

Watch Minister Garwe on Const Ammendment |Chiefs in politics| term limit| Chivhu Trucks Officiation

Mwana Mucheche Akabiwa KuStoneridge From 10am Akazowanikwa 6pm  PaNext Door Akavharirwa

Mwana Mucheche Akabiwa KuStoneridge From 10am Akazowanikwa 6pm PaNext Door Akavharirwa

CHITUNGWIZA UNIT L:

CHITUNGWIZA UNIT L: "Atsemurwa brain dzakabuda akapiswa nhengo "CHIVHAYO APONDERWA MUNIN'INA WAKE

Kā Latgalē atpūšas ziemas periodā jeb Gurķu Juris 15 sērija

Kā Latgalē atpūšas ziemas periodā jeb Gurķu Juris 15 sērija

ЗЕКИ пришли за ДАНЬЮ к деду, но не знали, что он — ВОР В ЗАКОНЕ (и это была их ошибка)

ЗЕКИ пришли за ДАНЬЮ к деду, но не знали, что он — ВОР В ЗАКОНЕ (и это была их ошибка)

Is Military About to STRIKE Again! : COUP IMMINENT in Zimbabwe 🇿🇼

Is Military About to STRIKE Again! : COUP IMMINENT in Zimbabwe 🇿🇼

Mushandi Aishanda  Motuary Ofumura Zvose Kuchinjanisa Zvitunha Kwavanoita After Body View

Mushandi Aishanda Motuary Ofumura Zvose Kuchinjanisa Zvitunha Kwavanoita After Body View

BREAKING: Geza Burial Arrangements

BREAKING: Geza Burial Arrangements

© 2025 ycliper. Все права защищены.

  • Контакты
  • О нас
  • Политика конфиденциальности

Контакты для правообладателей: [email protected]