Izuva Ripi ReVhiki Rinove Sabata Mubhaibheri? | Kereke yaMwari
Автор: World Mission Society Church of God / Global
Загружено: 2026-02-18
Просмотров: 441
Описание:
IZuva ripi revhiki rinonzi Sabata, Zuva Rakaropafadzwa uye Dzvene?
Kunyangwe tikatarira makarenda, maduramazwi, mabhuku echiKaturike, neBhaibheri, tinogona kuona kuti zuva reSabata, zuva rekunamata rakarongwa naMwari, iMugovera.
Jesu akachengeta zuva reSabata, uye vadzidzi vake vakachengeta zuva reSabata, kwete Kunamata Svondo.
Vanhu vaMwari vanofanira kuchengeta zuva reSabata [Mugovera] iro Mwari akatara.
Kereke yaMwari Nzanga YePasi Rose inochengeta kunamata pazuva rechinomwe reSabata [Mugovera] rakagadzwa naMwari.
Ruka 4:16
Akaenda kuNazareta, kwaakanga arerwa, uye nomusi weSabata akapinda musinagoge, setsika yake. Akasimuka kuti averenge. . . .
[Vhidhiyo iyi inobhadharwa neKereke yaMwari,Nzanga yeVhangeri yePasi Rose. Kuitevedzera, kuikopera kana kuiparadzira hakubvumidzwe.]
〖Kerekeya Mwari, Nzanga yeVhangeri yePasi Rose〗https://watv.org
Повторяем попытку...
Доступные форматы для скачивания:
Скачать видео
-
Информация по загрузке: