Papa Linos & NhasiTafara Reggae Crew "Todzikudza Mhondoro" ZimDancehall 2021
Автор: zimbaremabwe
Загружено: 2021-07-27
Просмотров: 539
Описание:
Papa Linos "Todzikudza Mhondoro" LYRICS, ZIMDANCEHALL 2021
Chorus 1
Tarisai mukati Shumba inoruma
Tarisai mukati Shumba inoruma
Tarisai mukati Shumba inoruma
Tarisai mukati Shumba inoruma
Verse 1
Saka ndati, todzikudza Mondoro,
Dzaitonga matare
VaMwenemutapa vaifamba nemhondoro
Pakutonga Nyika vaibvunza maraiwa
Vopihwa maraiwa neMhondoro dzapasi
Todzikudza Mondoro!, Dzaitonga matare
VaMwenemutapa vai enda kuNjerere
Pakutonga Nyika vaibvunza maraiwa
Vopihwa maraiwa neMhondoro dzedenga
Regaindikuedzei nezvevatema
Vatema vatambura siku nesikati
Totokuma semombe totokuma
Mhuuu Mhuuuu Mhuuuu totokuma
Regaindikuedzei nezvevatema
Vatema vatambura zuvarichipisa
Totokuma semombe totokuma
Mhuuu Mhuuuu Mhuuuu totokuma
Hoo vazhinji tovaudza, havadi kana kunzwa
Musaseke Mhondoro Shumba inoruma
Zivai kwamakabva nekwamuchaenda
Tarisai mukatika Shumba inoruma
Vazhinji tovaudza, havadi kana kunzwa
Musaseke Mwarika Shumba inoruma
Zivai kwamakabva nekwamuchaenda
Tarisai mukatika Shumba inoruma
HoVazhinji tovaudza, havadi kana kunzwa
Musaseke Midzimu Shumba inoruma
Zivai kwamakabva nekwamuchaenda
Tarisai mukatika Shumba inoruma
Tarisai makati vakomana Shumba inoruma
Tarisai makati vakomana musambocheuka
Tarisai makati vasikana Shumba inoruma
Tarisai makati vasikana musambocheuka
Chorus bridge
Tarisai mukati vakomana Shumba inoruma
Tarisai mukati vakomana musambhocheuka
Tarisai mukati vasikana Shumba inoruma
Tarisai mukati vasikana musambhocheuka
Tarisai makati vakomana Shumba inoruma
Tarisai makati vakomana musambocheuka
Tarisai makati vasikana Shumba inoruma
Tarisai makati vasikana musambocheuka
Verse 2
Saka ndati regaindikuedzei nezvevatema
Vatema vatambura siku nesikati
Totokuma semombe totokuma
Mhuuu Mhuuuu Mhuuuu totokuma
Regaindikuedzei nezvevatema
Vatema vatambura zuvarichipisa
Totokuma semombe totokuma
Mhuuu Mhuuuu Mhuuuu totokuma
Todzikudza Mondoro,Dzaitonga matare
VaMwenemutapa vaifamba naGanyire
Pakutonga Nyika vaibvunza maraiwa
Vopihwa maraiwa neMhondoro dzenyika
Todzikudza Mondoro!, Dzaitonga matare
VaMwenemutapa vai enda kuNjerere
Pakutonga Nyika vaibvunza maraiwa
Vopihwa maraiwa neMhondoro dzapasi
Hoo vazhinji tovaudza, havadi kana kunzwa
Musaseke Mhondoro Shumba inoruma
Zivai kwamakabva nekwamuchaenda
Tarisai mukatika Shumba inoruma
Vazhinji tovaudza, havadi kana kunzwa
Musaseke Mwarika Shumba inoruma
Zivai kwamakabva nekwamuchaenda
Tarisai mukatika Shumba inoruma
Hoo Vazhinji tovaudza, havadi kana kunzwa
Musaseke Midzimu Shumba inoruma
Zivai kwamakabva nekwamuchaenda
Tarisai mukatika Shumba inoruma
Chorus 3
Tarisai mukati Shumba inoruma
Tarisai mukati Shumba inoruma
Tarisai mukati Shumba inoruma
Tarisai mukati Shumba inoruma
Verse 3
Saka ndati, todzikudza Mondoro,
Dzaitonga matare
VaMwenemutapa vaifamba nemhondoro
Pakutonga Nyika vaibvunza maraiwa
Vopihwa maraiwa neMhondoro dzapasi
Повторяем попытку...
Доступные форматы для скачивания:
Скачать видео
-
Информация по загрузке: