'Ndakatyora mhiko dzamaiguru, zvino ndava pama1 . . .'
Автор: Kwayedza Zimpapers
Загружено: 2022-01-28
Просмотров: 28332
Описание:
Murume wekwaGutu, uyo aichengeta pamusha pamaiguru – mukoma waamai vake – kwaMusana, anoti akatyora mhiko dzepamusha apa zvinhu zvichibva zvamushatira. Hapatenderwe kubatidzwa moto husiku uye pane hozi yaaisafanirwa kuvhura kana dai zvodini. Zvino iye akaivhura, amaiguru vaigara kuHarare vachibva vamufonera vachiti vainge vazviziva uye ainge atovakuvadzisa, kusina nguva vachibva vafa zvose nemurume wavo. Asi anoti vakasiya vamuti "uchazviona". Munzwei . . .
Kwayedza Zimpapers
kwayedza.co.zw
Facebook: / kwayedzaoffi. .
Twitter: / kwayedzazim
Instagram: / kwayedzazim. .
YouTube: https://www.youtube.com/channel/UC7z4...
Повторяем попытку...
Доступные форматы для скачивания:
Скачать видео
-
Информация по загрузке: