ycliper

Популярное

Музыка Кино и Анимация Автомобили Животные Спорт Путешествия Игры Юмор

Интересные видео

2025 Сериалы Трейлеры Новости Как сделать Видеоуроки Diy своими руками

Топ запросов

смотреть а4 schoolboy runaway турецкий сериал смотреть мультфильмы эдисон
Скачать

Hona zviri kuitika munyika mushure merufu rwaCde Blessed Geza

Автор: Jolaz TV-FM Audio 07:30 PM

Загружено: 2026-02-08

Просмотров: 1952

Описание: 01) Mugore ra2003, ndipo pakazopindira VaGeza ava vamuri kuchema semunhu kwaye, vachituma vanhu vavo, tikarohwa zvakaipisisa vamwe vakauraiwa!

02) Chatinotenda ndechekuti VaGeza vakafa vareurura zvitadzo zvavo zvekuuraya vanhu kwavakaita, uyewo kwakanga kusiri kuda kwavo nekuti vaitumwa neZanu-PF kuita izvozvo!

03) VaGeza, VaKasukuwere, VaMzambi, nanaVaJonathan Moyo, vanhu ava musavachema pakuurayiwa kwavari kuitwa neZanu-PF, vari kufira zvitadzo zvavo nekuti ndivo vakaisa mitemo yekuti vanopikisa ngavaurayiwe!

04) Zanu PF kana iri iyo yakaisira Geza poison yakagonesa chaizvo, ngavabve vangoisirawo naChiwenga afe futi, vaite vachiurayana nekukasika vapere munyika!

05) Geza ngatimuchemeyi nekuti ainge atumwa namwari kuzosunungura nyika, mweya wake unofanirwa kuzorora murugare!

06) Geza mweya wake ngauende ku-hell unotsva ikoko, vanhu ngavasamuchema nekuti iye nevamwe vake vakabata mabasa akashatisisa pasi pano okuuraya vanopikisa!

07) Vava kuti VaGeza vakasviba nekuti vafa asi chokwadi chiripo maWar Vet ose akasviba, haatombodi vanhu vanopikisa!

08) Chinonyanya kukosheswa ndechekuti VaGeza vafa vava munhu anga anyanya kukoshera nyika, vakatosiyana nevamwe vese veZanu PF, nekuti VaGeza vanga vava kuda kuti nyika isununguke!

09) Chimudhara chinonzi Geza icho chakamhanya nebhiza rakafa; Chiwenga ibhiza rakafa, vaVaMnangagwa ma master mind pakufunga kwete zvekuti vakarwiswe nemabhiza akafa awa!

WhatsApp Channel
https://whatsapp.com/channel/0029VbAm...

Не удается загрузить Youtube-плеер. Проверьте блокировку Youtube в вашей сети.
Повторяем попытку...
Hona zviri kuitika munyika mushure merufu rwaCde Blessed Geza

Поделиться в:

Доступные форматы для скачивания:

Скачать видео

  • Информация по загрузке:

Скачать аудио

Похожие видео

😰NDAKARARISWA MUROOM MAKAFIRA MUNHHU || ZIM NEW SORIES || ACROSS THE BORDER

😰NDAKARARISWA MUROOM MAKAFIRA MUNHHU || ZIM NEW SORIES || ACROSS THE BORDER

CHIEF MUTASA | Ndakarara neMukadzi wake nekuti Akapusa,Angasiya Yellow Bone rega

CHIEF MUTASA | Ndakarara neMukadzi wake nekuti Akapusa,Angasiya Yellow Bone rega

Новая страна вступила в войну? / Первый удар нанесён

Новая страна вступила в войну? / Первый удар нанесён

🔥NOT YOUR USUAL SETUP: TINASHE MUGABE DNA SHOW S20 EP4

🔥NOT YOUR USUAL SETUP: TINASHE MUGABE DNA SHOW S20 EP4

WATCH LIVE: Where is Saruwaka's Phone?

WATCH LIVE: Where is Saruwaka's Phone?

Mukadzi Akapondesa Pondayi Wotaura Kuti Pondayi Aida Kundipa Mwana Asi Ndakaramba

Mukadzi Akapondesa Pondayi Wotaura Kuti Pondayi Aida Kundipa Mwana Asi Ndakaramba

WATCH LIVE: Geza's Body To Leave For Zimbabwe Today

WATCH LIVE: Geza's Body To Leave For Zimbabwe Today

Кудзай Сарувака убит, поскольку оппозиция предупреждает о государственном терроре

Кудзай Сарувака убит, поскольку оппозиция предупреждает о государственном терроре

Knox Chivhero mourns Blessed Geza as he declares the Blessed Geza revolution is unstoppable.

Knox Chivhero mourns Blessed Geza as he declares the Blessed Geza revolution is unstoppable.

SA Government allowing Transnational Repression  culminating in Killing of Geza and Saruwaka.

SA Government allowing Transnational Repression culminating in Killing of Geza and Saruwaka.

VP Dr CHIWENGA WHD SPEECH

VP Dr CHIWENGA WHD SPEECH

Новости Израиля. СРОЧНО! КУДА ИСЧЕЗ ХАМЕНЕИ? №1197. Радио Наария #израиль #новости #news

Новости Израиля. СРОЧНО! КУДА ИСЧЕЗ ХАМЕНЕИ? №1197. Радио Наария #израиль #новости #news

«Вы врёте на всю страну» — ведущие выводят мать на прямой конфликт

«Вы врёте на всю страну» — ведущие выводят мать на прямой конфликт

🔴 СРОЧНО СКАНДАЛЬНЫЕ РЕЧИ: ТРАМП, ЗЕЛЕНСКИЙ, ПУТИН, ОРБАН #новости #одиндень

🔴 СРОЧНО СКАНДАЛЬНЫЕ РЕЧИ: ТРАМП, ЗЕЛЕНСКИЙ, ПУТИН, ОРБАН #новости #одиндень

Queen Nadia EX husband EXPOSES how he was being CHEATED, Fake job & Second husband, Dating MUSICIANS

Queen Nadia EX husband EXPOSES how he was being CHEATED, Fake job & Second husband, Dating MUSICIANS

ПОКИНУВШИЕ ЗЕМЛЮ — ВСЁ ЕЩЁ ЖИВЫ! ТАЙНЫЕ ОТКРОВЕНИЯ Академика НАТАЛЬИ БЕХТЕРЕВОЙ

ПОКИНУВШИЕ ЗЕМЛЮ — ВСЁ ЕЩЁ ЖИВЫ! ТАЙНЫЕ ОТКРОВЕНИЯ Академика НАТАЛЬИ БЕХТЕРЕВОЙ

EXCLUSIVE Passion Java Interview On BLESSED GEZA DEATH, HOLY  TEN, MALLOTI, DIVORCE, CHIWENGA

EXCLUSIVE Passion Java Interview On BLESSED GEZA DEATH, HOLY TEN, MALLOTI, DIVORCE, CHIWENGA

WATCH LIVE: Mystery Over Saruwaka Assassination

WATCH LIVE: Mystery Over Saruwaka Assassination

WATCH LIVE: Geza Burnt Homestead being Renovated Ahead Of Burial

WATCH LIVE: Geza Burnt Homestead being Renovated Ahead Of Burial

Is Gambakwe Behind The Deaths Of Cde Geza And Saruwaka ? Serious Allegations Emerge

Is Gambakwe Behind The Deaths Of Cde Geza And Saruwaka ? Serious Allegations Emerge

© 2025 ycliper. Все права защищены.

  • Контакты
  • О нас
  • Политика конфиденциальности

Контакты для правообладателей: [email protected]