Shoko Ndiro | Official Audio | Shammah
Автор: GoodNews Music Official
Загружено: 2024-06-21
Просмотров: 48329
Описание:
The official audio for "Shoko Ndiro" by Shammah .
Connect with Shammah:
Website | https://www.goodnewsmusic.com
Instagram | / shammah_chiri
YouTube | / @shammaht
Lyrics:
Hamutengesi mweya (You don't sell the air I breathe)
Hamudi pondo pakufamba (You don't need payment for my life)
Ndinongorarama (I just live)
Nekuti makazvipedza zvose (Because You settled it once and for all)
Zviri kunze kwekuda kwenyu (Anything outside Your will)
Zviratidzei ndisati ndakoromoka (Show it to me less I fall)
Vasingazive mbiri yenyu (Those who don't know You)
Vachapupura vachabvisa zvuma
(They shall testify of Your goodness and throw away their charms)
Shoko ndiro (This is the word)
Shoko ndiro roga (The only one true word)
Shoko rimwero rakare ndiroro (That same ancient word of truth)
Ndiri dzinde rakamera pa ivhu (I'm a stem shooting from the ground)
Rinopa upenyu shoko renyu rinogoveranwa (Your word gives life and life freely given)
Makandituma ishe ndinobvuma (If You send me Lord I'll go)
Kusvika zuva rekuguma kwenguva (Until rapture)
Zviri kunze kwekuda kwenyu (Anything outside Your will)
Zviratidzei ndisati ndakoromoka (Show it to me less I fall)
Vasingazive mbiri yenyu (Those who don't know You)
Vachapupura vachabvisa zvuma
(They shall testify of Your goodness and throw away their charms)
Shoko ndiro (This is the word)
Shoko ndiro roga (The only one true word)
Shoko rimwero rakare ndiroro (That same ancient word of truth)
© Billion Records
© GoodNews Music 2024
#goodnewsmusic #milkandhoney #shokondiro
Повторяем попытку...
Доступные форматы для скачивания:
Скачать видео
-
Информация по загрузке: