Leaked CIO rayambira VaMnangagwa kuti vambomira zvekushandura mutemo
Автор: Jolaz TV-FM Audio 07:30 PM
Загружено: 2026-02-10
Просмотров: 2159
Описание:
Bumbiro remutemo roshandurwa neZanu PF, VaChiwenga vakanzvondora maziso kutarisa asi chekuita chacho zvichiratidza kuti hapachisina!
Guhwa riri kuti Zanu PF yarara ichikakaritsana nharo dzamara yabvumirana kuti Cde Blessed Geza vaitwe gamba rehondo, zvichireva kuti vanogona kuradzikwa paHeroes Arce!
VaMnangagwa varitidza kunakirwa nevatori venhau vanotora nhau vakarerekera kudivi rimwechete, nepo nhau dzacho dzichinzi nevamwe madhakanana chibage chakafuruka!
Zvematongerwo enyika zvemuZimbabwe zvasvika paBoiling Point; Tembiricha yakwira, vazhinji vari kutyirwa kuti vachakoromorana muZanu-PF!
Leaked yeCIO yapinda muvanhu ne-mistake ichiratidza kuti VaMnangagwa vakayambirwa kuti vasaenderere mberi nekuchinja bumbiro remutemo!
Zanu-PF yazivisa mumwe-zve musangano wayo wechimbi chimbi uri kuitwa nhasi wePolitburo pachirongwa chine chekuita nehurongwa hwekushandurwa kwebumbiro remutemo!
Zanu PF, yazivisa pachena kuti azvisisina reverse, nekuda kwekuti Dare reCabinet rabvumidza kuti Bhiri reBumbiro reMitemo rigadziriswe!
Muzvare Fadzayi Mahere vokwesherana neZanu PF, mushure mekunge Cabinet yatambira kushandurwa kwebumbiro remutemo!
VaMnangagwa vari kunzi swera mangwana vari kuenda kwaGutu kunogadza zvenharo muCIO wavo kuti ave mambo!
Повторяем попытку...
Доступные форматы для скачивания:
Скачать видео
-
Информация по загрузке: