Carol Mujokoro - Nyarara Kuchema
Автор: Carol Mujokoro
Загружено: 2025-06-08
Просмотров: 8555
Описание:
Mwari wakanaka imi!
Mwari wakanaka hamawe Mwari wakanaka
Hii Mwari wakanaka imi
Mwari wakanaka kani!
Mwari wakanaka heyi heyi Mwari wakanaka
Hii Mwari wakanaka imi
Mwari wakanaka imi!
Mwari wakanaka hamawe Mwari wakanaka
Heyi Mwari wakanaka imi
Hakuna chaanotadza Mwari uyu
Zimbabwe nyarara kuchema
Chinobhururuka chinomhara wani
Inga anomhanya anosvika
Haiwa iwa iwa iwa nyarara kuchema
Haiwa iwa iwa iwa zvichanaka chete
Hakuna kuchema kusingapere! Nyarara kuchema!
Ii zvichanaka chete, Zvichanaka chete!
Hakuna nhamo isingaperi! nyarara kuchema
Haaa zvichanaka chete, Zvichanaka chete!
Anogona Mwari Anotigonera chete
Anogona Mwari wedu haakundikane
Повторяем попытку...
Доступные форматы для скачивания:
Скачать видео
-
Информация по загрузке: