Ndakatenga Nyama Kuna Mai Vangu Vakafa – Vakanyangarika Mangwana Acho 😨
Автор: Sliq Media TV
Загружено: 2026-01-30
Просмотров: 113
Описание:
Mune nyaya iyi inotyisa, mukadzi anorondedzera chiitiko chisingatsananguriki chakaitika paakaenda kunotenga nyama pa butcher ku nzv8mbo ye Bindura
.
Panguva iyo ma shop mazhinji aisagamuchira EcoCash, akatenderera achitsvaga anobvuma kubhadharwa ne transfer. Pakupedzisira akawana butcher yaibvuma — asi munhu akamutengesera nyama aifanana chaizvo naamai vake vakafa muna 2007.
Zvakanyanya kushamisa ndezvekuti mukadzi uyu aive nezita rimwe chete naamai vake. Vakazotanga kutamba vachidaidzana kuti amai nemwanasikana.
Asi mangwana acho, paakadzokera kubutcher iyoyo, akaudzwa kuti hapana munhu ane zita iroro kana akamboshanda ipapo. Mukadzi waakawana akati ave nemwedzi mina achishanda ipapo uye munhu uya haana kumbovapo.
Chiitiko ichi chakasiya mukadzi uyu aine mibvunzo yakawanda:
Zvaiva reincarnation here, mweya, kana kuti chiitiko chisingatsananguriki?
🎥 Teerera nyaya yose pano, wozvitaurira pfungwa dzako.
#Zimbabwean #horror #stories
#Zvinotyisa #Reincarnation
stories #African #spiritual stories
Zimbabwe untold stories
EcoCash story
Butcher mystery
True Zimbabwean stories
Повторяем попытку...
Доступные форматы для скачивания:
Скачать видео
-
Информация по загрузке: