Mutumbi waCde Blessed Geza wasvika manheru ano muguta reHarare
Автор: Jolaz TV-FM Audio 07:30 PM
Загружено: 2026-02-14
Просмотров: 573
Описание:
Mutumbi waCde Blessed Geza wasvika manheru ano muguta reHarare uchibva waendeswa kuFuneral Parlor!
VaPaul Tungwarara vanoreurura nhasi vachizivisa nyika zvakaitika izvo zvakazosakisa kuti vachirambidzwa kudzembereka nenyika panguva yavaifamba vachituka vanhu!
Chipanga mazano chaVaMnangagwa chiri kutsanangurwa chichinzi kubva zvachakapinzwa mumuforo chava munhukwaye, zvichidzigirwa nemashoko acho achazivisa kunyika nhasi!
Pakupedzisira VaChamisa vazotaura nezvekusungwa kwaMadzibaba veShanduko vachibva vayeuka rwendo rwavakafamba naro naVaTsvangirai!
VaChamisa vataura nezvetsotsi raVaTshabangu iro ravati riri kushandiswa kumatare edzimhosva kuedza kushungurudza ivo VaChamisa ava!
WhatsApp Channel
https://whatsapp.com/channel/0029VbAm...
Повторяем попытку...
Доступные форматы для скачивания:
Скачать видео
-
Информация по загрузке: