Shona Catholic Holy Rosary | Zvishamiso Zvekusuwa -Sorrowful Mysteries | 6 March 2026
Автор: Rusariro mazuva ose - Shona Catholic Holy Rosary
Загружено: 2026-03-05
Просмотров: 12
Описание:
Zvishamiso zvekusuwa -Sorrowful Mysteries zvinoitwa musi we Chipiri ne weChishanu.
Munguva yeLent ,ngatinamate Rusariro rwusande zuva nezuva Zvishamiso zvekufara (Joyful Mysteries), zvekusuwa (Sorrowful Mysteries), zvechiedza (Luminous Mysteries), nekurumbidza (Glorious Mysteries) tichikumbira kuti Amai Mariya vati reverere, mwari vatipe rugare, uye vatipe simba muupenyu hwedu.
Subscribe kuti urege kupotsa daily rosary prayers muchiShona!
Like, comment zvipo zvaunoda kuti tinamate pamwe, uye turn on notifications 🔔 kuti uwane zvese zvitsva.
Ngatinamatei pamwe kuti Mwari atipe nyasha! 🙏
Повторяем попытку...
Доступные форматы для скачивания:
Скачать видео
-
Информация по загрузке: