Horror dzega-dzega muZanu PF, pamwechete nekunze kwenyika
Автор: Jolaz TV-FM News
Загружено: 2026-02-20
Просмотров: 1617
Описание:
VaChamisa vanobvunza VaMnangagwa kuti sei vari kutya sarudzo, vava kuda kuhwanda nekuvoterwa neCabinet yavo chete!
VaMutsvangwa vazivisa nyika kuti shamwari yavo VaGeza vaishandiswa sechikorobho vachisundidzirwa mberi nemunhu aive akahwandira, kutora chigaro chaVaMnangagwa!
VaMutsvangwa shamwari yaVaGeza vazotaura papera mazuva 10 VaGeza vashaika, vachiti vakakundikana kuenda kunhamo nekuti vainge vasipo; izvo bodo vaitya Zanu PF!
Zanu-PF yoshandura matsananguriro ekushandurwa kwemutemo ichiedza kutaura zviri sweet ichitonhodza ruzha munyika asi nyaya yavo ichingori imwechete!
VaZiyambi vadzokorora kutaura nezwi rimwechete riri kutaurwa nevamwe vavo veZanu PF, kuti No need for referendum!
Zanu-PF yopikisana nemashoko aVaChamisa ichiti haisi kutya maElection, tarisayi zviri kuitika kumaBy-election, mahwiniro ari kuita Zanu-PF!
Vakuru vaviri veZACC vabatwa vari pakati pokuita huori hunotyisa munyika!
VaTrump vazivisa kuti mazuva 10 akasvika Iran iri kuita zinyekenyeke, vanhu vachaokera bhayisikopu remahara, President weIran ichitakurwa nemauto eUS!
Повторяем попытку...
Доступные форматы для скачивания:
Скачать видео
-
Информация по загрузке: