Hurumende yosimbaradza kuvakwa kwedzimba
Автор: Kwayedza Zimpapers
Загружено: 2023-03-06
Просмотров: 183
Описание: Gurukota rinoona nezvezvivakwa, Cde Daniel Garwe, vachitaura hurongwa hweHurumende hwekuvaka dzimba dzemuturikidzanwa (storey buildings) dzevashandi veHurumende kuMutawatawa uye dzeveruzhinji. Hurumende iri kuita izvi ichitsigirwa nekambani yakazvimiririra yeShelter Afrique. Ngativanzwei . . .
Повторяем попытку...
Доступные форматы для скачивания:
Скачать видео
-
Информация по загрузке: