Akabata Mukadzi achiita bonde musango akapihwa $100 // Baba kuyamwisa vana mutezo wavo (15 OCT 25)
Автор: Bhozhongora (Topic)
Загружено: 2025-10-15
Просмотров: 17058
Описание:
National FM ZIM Whatsapp Link : https://whatsapp.com/c...
"This video may contain copyrighted material, the use of which has not been authorized by the copyright owner. However according to COPYRIGHT & NEIGHBORING RIGHTS ACT (Chapter 26:05), the material is used under the guidelines of Fair Use for purposes such as commentary, criticism, and education. The copyright law allows the use of copyrighted material without permission for these purposes. This video is intended for educational and transformative use, and no copyright infringement is intended."
CREDITS & COPYRIGHT:
NATIONAL FM ZIM
BHOZHONGORA LATEST
0:00 Intro
0:25 Zviri kuitika muZimbabwe
2:20 Bhozhongora Contact Details
3:00 Akabata Mukadzi wake achiita bonde musango akapihwa $100
7:05 Commentary
11:25 Mukadzi weMunhu akunetsa kuti Chikomba chichengete mwana
18:50 Commentary
19:25 Baba vakabatwa vachiyamwisa vana mutezo wavo
22:10 Commentary
22:40 Recap Nyaya yekwaChihota
23:30 Commentary
25:45 Update yaBaba vakapomerwa kubata vana vavo chibharo
27:15 Update yaBamunini vakadzinga Godobori kuBinga
28:20 Akatorerwa mukadzi nemuzukuru
31:40 Calls
36:00 Outro
Chihota kune murume akabva Dande kamutsenzere akawana basa kwachihota nemudzimai wake vose varikubasa. Murume akawana mudzimai wake aine chikomba vakarara vose akaona ega murume nemaziso ake ,nyaya iyi akabva anzi nechikomba sory wangu achibva apiwa $100 achibva ati zvapera usazviita futi ndikakubata futi ichapinda mu $120 achibva aenda ku bhawa akanoudza vanhu achiti ndamubhadharisa bhuru chairo ,no sabhuku no chief nyaya yakabva yapera yakadaro asi vamwe varume varikushora maitiro acho.
Achirikuda mudzimai wake here murume uyu ?
🔥Stoneridge Nhando kuna baba vakaonekwa vachiyamwisa vana vavo mutezo wakavanzika. Vanhu vakazama kubvunza kuti chii vakati ndinogara ndichita izvi ,mudzimai wake pakaona kuti vanhu vawanda akati baba ndakakudzai kuti kuita kwenyu uku muchaita mhosva ,vana vane makore aripasi pe mashanu ,saka Vange vasati vaenda kumapurisa vachiungana nekuzivisana nevakuru venzivmbo iyi ,zvashamisa vakawanda...
#BhozhongoraSegment with KB & Bhozho live until 1200hrs 🔥🔥🔥🔥
Domboshava mungate kune mudzimai arikunetsa murume anemukadzi wake, iye aine murume wake achiti chengeta mwana wako iye aripamurume. Mukadzi uyu akamboita mwana murume haana kuenda kuchipatara mwana akafa akapisa ega ikoko nhasi ane umwe mwana waarikuti ndewechikomba ,chikomba chaimbochengeta apa hachichada chakuti handeyi ku ma DNA test ,iye arikuti handeyi akamboda kuenda kumatare edzimhosva vamwe vake madzimai akati nhai tinonyarira payi usadaro uri mudzimai wemunhu. Uyu mwana wechina ane gore ne mwedzi mina ,asi mwana uyu akafanana nevana vekuchikomba ,asi ndizvo here kuti unoita simba rekuudza chikomba kuti chengeta mwana wako iwe uri pamurume ,murume uyu akawana stand yemusha munzvimbo umu mushure mekutsvakirwa musha nemukadzi uyu ,uye mukadzi uyu ndiye akaita witness pakutengwa kwe musha uyu ,zvinoreva kuti vanhu vakabvira kare asi paya svika apa ndipo here?
Kuwadzana pane musha wakambowanikwa paine chidhori chine chuma, makushe nezvimwe. Nhasi pawanikwazve chinhu chinenge nyanga chine chuma mambava uye kumusoro kwakasungirwa chipfeko chechikadzi zvinhu izvi zviri kuwanikwa pagedhe revamwe baba vanoitisa vana zvidzidzo zvekumba saka vanhu vakutyira vana vavo kufamba panzvimbo iyi nokuti havazivi kuti zvinoguma nezhinhu izvi.
Повторяем попытку...
Доступные форматы для скачивания:
Скачать видео
-
Информация по загрузке: