DNA 0% pavana 20 vaVaTemba Mliswa
Автор: Jolaz TV-FM Audio 07:30 PM
Загружено: 2026-01-13
Просмотров: 938
Описание:
✓VaTemba Mliswa avo vane vana 20, vanoenda kuma DNA ndokuwana mazero percent oga oga zvichiratidza kuti vanga vari kungochengeteswa vana vasiri vavo!
✓Zanu PF yonzi iri kufanirwa kuti ikumbire ruregerero ichitsanangura nyaya yekuti sei iri kuunza maticha asingagoni kutaura rurimi runonzwikwa nevana kuzvikoro zvekuMatabeleland!
✓Zanu PF iri kunzi iri panumber 2 mukushungurudza vanhu, mapurisa achinziwo ndiwo ari panumber 1 pakubira vanhu mari dzavo kubudikidza nechiokomuhomwe!
✓Mutongi wedare repamusoro obvuma ega pachena kuti muZanu PF pamwechete nemumatare edzimhosva huori hwava paHigh Level!
✓Zvinhu hazvisisina kumira zvakanaka munyika yeUganda, nhasi kwamuka kwavhariwa masayisayi, WhatsApp, YouTube, Twitter, Facebook, Instagram nemamwe maplatform zvavharwa zvose!
✓VaDonald Trump vazotsamwa zvakapfurikidza nekuda kwezviri kuitika kunyika yeIran uko kuri kunzi vanhu vakawandisa vauraiwa nehurumende vachiratidzira!
Повторяем попытку...
Доступные форматы для скачивания:
Скачать видео
-
Информация по загрузке: